Genesisi 37:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Israeri aida Josefa kupfuura vamwe vanakomana vake vese+ nekuti akanga ari mwanakomana wepaukweguru hwake, uye akaita kuti agadzirirwe nguo refu yakanaka.
3 Israeri aida Josefa kupfuura vamwe vanakomana vake vese+ nekuti akanga ari mwanakomana wepaukweguru hwake, uye akaita kuti agadzirirwe nguo refu yakanaka.