Joshua 19:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Muganhu wacho waibva wadzokera kuRama uchisvika kuguta rakakomberedzwa nemasvingo reTire.+ Waibva wadzokera kuHosa, uchinoperera kugungwa munharaunda yeAkzibhu, Joshua 19:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Iyi ndiyo yaiva nhaka yedzinza raAsheri maererano nemhuri dzavo.+ Aya ndiwo aiva maguta acho nemisha yawo.
29 Muganhu wacho waibva wadzokera kuRama uchisvika kuguta rakakomberedzwa nemasvingo reTire.+ Waibva wadzokera kuHosa, uchinoperera kugungwa munharaunda yeAkzibhu,
31 Iyi ndiyo yaiva nhaka yedzinza raAsheri maererano nemhuri dzavo.+ Aya ndiwo aiva maguta acho nemisha yawo.