Eksodho 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Pashure penguva yakareba* mambo weIjipiti akazofa,+ asi vaIsraeri vakaramba vachigomera nemhaka yeuranda uye vachinyunyuta, uye kuchema kwavo nemhaka yeuranda kwakaramba kuchikwira kuna Mwari wechokwadi.+ Mabasa 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvakare, Mwari akamuudza kuti vana* vake vachava vatorwa munyika isiri yavo uye kuti vanhu vemo vachavaita varanda vovatambudza* kwemakore 400.+
23 Pashure penguva yakareba* mambo weIjipiti akazofa,+ asi vaIsraeri vakaramba vachigomera nemhaka yeuranda uye vachinyunyuta, uye kuchema kwavo nemhaka yeuranda kwakaramba kuchikwira kuna Mwari wechokwadi.+
6 Zvakare, Mwari akamuudza kuti vana* vake vachava vatorwa munyika isiri yavo uye kuti vanhu vemo vachavaita varanda vovatambudza* kwemakore 400.+