RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 30:23-25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 “Chibva watora zvinhu zvinonhuhwirira zvakanaka kwazvo zvinoti: mashekeri 500 emura, mashekeri 250 esinamoni inotapira, mashekeri 250 ekaramusi inonhuhwirira, 24 nemashekeri 500 ekasiya anoenderana neshekeri renzvimbo tsvene,*+ pamwe nemafuta emaorivhi anokwana hini* imwe chete. 25 Chibva wazvishandisa kugadzira mafuta matsvene ekuzodza nawo; zvinofanira kusanganiswa zvine unyanzvi.*+ Anofanira kuva mafuta matsvene ekuzodza nawo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe