Eksodho 28:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Utaure nevanhu vese vane unyanzvi hwekugadzira zvinhu,* vaya vandakazadza nemweya weuchenjeri,+ kuti vagadzire nguo dzaAroni dzekuita kuti ave mutsvene, ashumire semupristi wangu. Eksodho 35:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “‘Vese vane unyanzvi*+ vari pakati penyu ngavauye vagadzire zvese zvakarayirwa naJehovha,
3 Utaure nevanhu vese vane unyanzvi hwekugadzira zvinhu,* vaya vandakazadza nemweya weuchenjeri,+ kuti vagadzire nguo dzaAroni dzekuita kuti ave mutsvene, ashumire semupristi wangu.