Eksodho 25:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Ugadzire chigadziko chemarambi+ chegoridhe rakanatswa. Chigadziko chacho ngachigadzirwe nesando. Pachinogara napo, chidzinde chacho, mapazi acho, makapu acho, mapfundo acho, nemaruva acho akatumbuka zvese ngazvibve pachinhu chimwe chete.+ VaHebheru 9:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti chikamu chekutanga chetende chakavakwa, muine chigadziko chemarambi+ uye tafura nechingwa chekuratidza;+ uye chikamu ichi chinonzi Nzvimbo Tsvene.+
31 “Ugadzire chigadziko chemarambi+ chegoridhe rakanatswa. Chigadziko chacho ngachigadzirwe nesando. Pachinogara napo, chidzinde chacho, mapazi acho, makapu acho, mapfundo acho, nemaruva acho akatumbuka zvese ngazvibve pachinhu chimwe chete.+
2 Nekuti chikamu chekutanga chetende chakavakwa, muine chigadziko chemarambi+ uye tafura nechingwa chekuratidza;+ uye chikamu ichi chinonzi Nzvimbo Tsvene.+