RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 26:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Jehovha akazotibudisa muIjipiti neruoko rune simba, uye neruoko rwakatambanudzwa,+ nemabasa anotyisa, nezviratidzo, nezvishamiso.+

  • 1 Makoronike 17:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Nderupi rumwe rudzi panyika rwakaita sevanhu venyu vaIsraeri?+ Mwari wechokwadi akaenda akanovadzikinura kuti vave vanhu vake.+ Makaita kuti zita renyu rive nemukurumbira pamakaita zvinhu zvikuru uye zvinoshamisa,+ muchidzinga marudzi pamberi pevanhu venyu+ vamakadzikinura muIjipiti.

  • Mabasa 13:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Mwari wevanhu ava vaIsraeri akasarudza madzitateguru edu, uye akakwidziridza vanhu vacho pavaigara munyika yeIjipiti vari vatorwa, akavabudisa mairi neruoko rune simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe