Eksodho 29:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Ndichagara* pakati pevaIsraeri, uye ndichava Mwari wavo.+ Dheuteronomi 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+ 2 Samueri 7:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Makaita kuti vaIsraeri varambe vari vanhu venyu;+ uye imi haiwa Jehovha, makava Mwari wavo.+ Pisarema 33:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Runofara rudzi runonamata Jehovha saMwari warwo,+Vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+
6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+