Numeri 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kora+ mwanakomana waIzihari,+ mwanakomana waKohati,+ mwanakomana waRevhi,+ akabva asimuka pamwe chete naDhatani naAbhiramu vanakomana vaEriyabhi,+ naOni mwanakomana waPereti, vedzinza raRubheni.+ Numeri 16:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Uye nyika yakavhurika,* ikavamedza pamwe chete nemhuri dzavo nevanhu vese vakanga vari vaKora+ nezvinhu zvavo zvese. Numeri 26:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nyika yakabva yavhurika* ikavamedza. Asi Kora akafa pamwe nevatsigiri vake pakaparadzwa varume 250 nemoto.+ Uye zvakaitika kwavari zvakava chidzidzo kune vamwe.+
16 Kora+ mwanakomana waIzihari,+ mwanakomana waKohati,+ mwanakomana waRevhi,+ akabva asimuka pamwe chete naDhatani naAbhiramu vanakomana vaEriyabhi,+ naOni mwanakomana waPereti, vedzinza raRubheni.+
32 Uye nyika yakavhurika,* ikavamedza pamwe chete nemhuri dzavo nevanhu vese vakanga vari vaKora+ nezvinhu zvavo zvese.
10 Nyika yakabva yavhurika* ikavamedza. Asi Kora akafa pamwe nevatsigiri vake pakaparadzwa varume 250 nemoto.+ Uye zvakaitika kwavari zvakava chidzidzo kune vamwe.+