RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 7:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Unofanira kudzokorora zvese zvandichakuudza, uye Aroni mukoma wako achataura naFarao, uye acharega vaIsraeri vachibuda munyika yake.

  • Eksodho 7:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Asi Farao haazokuteererei, uye ndicharwisa Ijipiti neruoko rwangu, ndobudisa mauto angu, vanhu vangu, ivo vaIsraeri, munyika yeIjipiti ndichishandisa mitongo mikuru.+

  • Eksodho 12:41
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 41 Pakapera makore acho 430, pazuva iri chairo, mauto ese aJehovha akabuda munyika yeIjipiti.

  • Mabasa 7:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Mozisi uya wavakaramba, vachiti: ‘Ndiani akakugadza kuti uve mutungamiriri uye mutongi wedu?’+ ndiye wacho akatumwa naMwari+ semutungamiriri uye mununuri achishandisa ngirozi yakazviratidza kwaari iri mugwenzi reminzwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe