-
Eksodho 8:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Mozisi akabva ati kuna Farao: “Zviri kwamuri kuti munoda kuti nditeterere riini kuti matatya abviswe kwamuri, kuvashandi venyu, kuvanhu venyu, nemudzimba dzenyu. Achasara muRwizi rwaNire chete.” 10 Iye akati: “Mangwana.” Saka akati: “Zvichaitwa sezvamataura, kuti muzive kuti hakuna mumwezve akaita saJehovha Mwari wedu.+
-