Eksodho 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Kana wadzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvese zvandakakupa simba rekuita pamberi paFarao.+ Asi ini ndichamurega achiomesa mwoyo,+ uye haazoregi vanhu vachienda.+ Eksodho 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo.
21 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Kana wadzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvese zvandakakupa simba rekuita pamberi paFarao.+ Asi ini ndichamurega achiomesa mwoyo,+ uye haazoregi vanhu vachienda.+
4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo.