Eksodho 12:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Farao akamuka usiku ihwohwo pamwe nevashandi vake vese nevamwe vaIjipiti vese, uye pakava nekuchema kukuru pakati pevaIjipiti, nekuti hakuna imba yakasara isina munhu akafa.+
30 Farao akamuka usiku ihwohwo pamwe nevashandi vake vese nevamwe vaIjipiti vese, uye pakava nekuchema kukuru pakati pevaIjipiti, nekuti hakuna imba yakasara isina munhu akafa.+