VaHebheru 11:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekutenda, akachengeta Paseka uye akasasa ropa, kuti muparadzi arege kuuraya* matangwe avo.+