Revhitiko 22:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “‘Hapana mutorwa* anobvumirwa kudya chero chinhu chitsvene.+ Hapana muenzi wemupristi anobva kune imwe nyika kana munhu wemaricho anobvumirwa kudya chero chinhu chitsvene.
10 “‘Hapana mutorwa* anobvumirwa kudya chero chinhu chitsvene.+ Hapana muenzi wemupristi anobva kune imwe nyika kana munhu wemaricho anobvumirwa kudya chero chinhu chitsvene.