Genesisi 46:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vana vese nevazukuru vaJakobho vaakauya navo muIjipiti, tisingabatanidzi madzimai evanakomana vaJakobho, vaiva 66.+ Dheuteronomi 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Madzitateguru ako akaenda nevanhu* 70 kuIjipiti,+ asi iye zvino Jehovha Mwari wako aita kuti muwande senyeredzi dzekudenga.+ Mabasa 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Josefa akavatuma kunoshevedza baba vake Jakobho nehama dzake dzese,+ vese vari 75.+
26 Vana vese nevazukuru vaJakobho vaakauya navo muIjipiti, tisingabatanidzi madzimai evanakomana vaJakobho, vaiva 66.+
22 Madzitateguru ako akaenda nevanhu* 70 kuIjipiti,+ asi iye zvino Jehovha Mwari wako aita kuti muwande senyeredzi dzekudenga.+