RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 13:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Farao paakarega vanhu vachienda, Mwari haana kuvatungamirira nenzira yaipfuura nemunyika yevaFiristiya kunyange zvazvo iri iyo yaiva pedyo. Nekuti Mwari akati: “Pamwe vanhu vangachinja mwoyo kana vasangana nehondo vodzokera kuIjipiti.” 18 Saka Mwari akaita kuti vatenderere nenzira yekurenje reGungwa Dzvuku.+ Asi pavakabuda munyika yeIjipiti, vaIsraeri vakanga vakarongwa semauto.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe