Dheuteronomi 1:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Jehovha Mwari wenyu achaenda mberi kwenyu uye achakurwirai,+ sezvaakangoita kuIjipiti makatarisa nemaziso enyu.+ Dheuteronomi 20:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 nekuti Jehovha Mwari wenyu ari kufamba nemi kuti arwise vavengi venyu uye akuponesei.’+ 2 Makoronike 20:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Umambo hwese hwenyika hwakatya Mwari pahwakanzwa kuti Jehovha akanga arwa nevavengi vaIsraeri.+
30 Jehovha Mwari wenyu achaenda mberi kwenyu uye achakurwirai,+ sezvaakangoita kuIjipiti makatarisa nemaziso enyu.+