1 VaKorinde 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hama, ndinoda kuti muzive kuti madzitateguru edu ese akanga ari pasi pegore+ uye ese akapfuura nemugungwa+ VaHebheru 11:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Nekutenda, vakapfuura nemuGungwa Dzvuku sevari kufamba panyika,+ asi vaIjipiti pavakazviedza, vakamedzwa.+
10 Hama, ndinoda kuti muzive kuti madzitateguru edu ese akanga ari pasi pegore+ uye ese akapfuura nemugungwa+
29 Nekutenda, vakapfuura nemuGungwa Dzvuku sevari kufamba panyika,+ asi vaIjipiti pavakazviedza, vakamedzwa.+