Numeri 22:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 VaIsraeri vakabva vasimuka vakanodzika musasa murenje reMoabhi mhiri kwaJodhani pakatarisana neJeriko.+ Numeri 22:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 uye Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nekuti vakanga vakawanda chaizvo; zvechokwadi Moabhi akanzwa mudumbu nemhaka yevaIsraeri.+
22 VaIsraeri vakabva vasimuka vakanodzika musasa murenje reMoabhi mhiri kwaJodhani pakatarisana neJeriko.+
3 uye Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nekuti vakanga vakawanda chaizvo; zvechokwadi Moabhi akanzwa mudumbu nemhaka yevaIsraeri.+