Numeri 33:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vakazobva kuPihahiroti vakapfuura nepakati pegungwa+ vachienda kurenje+ uye vakaramba vachifamba rwendo rwemazuva matatu murenje reEtamu,+ vakadzika musasa kuMara.+
8 Vakazobva kuPihahiroti vakapfuura nepakati pegungwa+ vachienda kurenje+ uye vakaramba vachifamba rwendo rwemazuva matatu murenje reEtamu,+ vakadzika musasa kuMara.+