Dheuteronomi 8:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Yeukai nzira yakareba yamakafambiswa nayo naJehovha Mwari wenyu kwemakore 40 aya murenje,+ achida kukuninipisai uye kukuedzai+ kuti azive zvaiva mumwoyo menyu,+ kuti maizochengeta mirayiro yake here kana kuti kwete.
2 Yeukai nzira yakareba yamakafambiswa nayo naJehovha Mwari wenyu kwemakore 40 aya murenje,+ achida kukuninipisai uye kukuedzai+ kuti azive zvaiva mumwoyo menyu,+ kuti maizochengeta mirayiro yake here kana kuti kwete.