Genesisi 26:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Jehovha akazviratidza kwaari usiku ihwohwo akati: “Ndini Mwari waAbrahamu baba vako.+ Usatya,+ nekuti ndinewe, ndichakukomborera uye ndichaita kuti mwana* wako ave nevazhinji vachabva kwaari pamusana pemushumiri wangu Abrahamu.”+
24 Jehovha akazviratidza kwaari usiku ihwohwo akati: “Ndini Mwari waAbrahamu baba vako.+ Usatya,+ nekuti ndinewe, ndichakukomborera uye ndichaita kuti mwana* wako ave nevazhinji vachabva kwaari pamusana pemushumiri wangu Abrahamu.”+