21 Mutende rekusanganira, kunze kweketeni riri pedyo neChipupuriro,+ Aroni nevanakomana vake vanofanira kuita kuti marambi agare achibvira kubva manheru kusvikira mangwanani pamberi paJehovha.+ Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvavo zvese uye unofanira kuchengetwa nevaIsraeri.+