Numeri 16:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kora paakanga aunganidza vatsigiri vake+ kuti vapikisane navo pasuo retende rekusanganira, kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa neungano yese.+ Numeri 16:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Moto wakabva wabva kuna Jehovha+ ukaparadza varume 250 vaipisa rusenzi.+
19 Kora paakanga aunganidza vatsigiri vake+ kuti vapikisane navo pasuo retende rekusanganira, kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa neungano yese.+