RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 22:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 “Kana moto ukatanga, wopararira uchipisa makwenzi, uye wopisa zviyo zvakachekwa kana kuti zvisati zvachekwa kana kuti munda, munhu abatidza moto wacho anofanira kuripa zvinenge zvatsva.

  • Eksodho 22:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Asi kana munhu akakwereta chipfuwo chemumwe wake, choremadzwa kana kuti chofa, chisiri mumaoko emuridzi wacho, munhu wacho akakwereta anofanira kuripa.

  • Dheuteronomi 22:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “Kana ukavaka imba, unofanira kuvaka kamudhuri kanopoteredza denga racho,+ kuti urege kuisa mhosva yekudeura ropa paimba yako mumwe munhu adonha achibva pairi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe