Genesisi 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Abramu paakanga ava nemakore 99, Jehovha akazviratidza kuna Abramu, akati kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose. Famba pamberi pangu uve asina mhosva.* Genesisi 17:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Ndichachengeta sungano yangu yandakaita newe+ uye nemwana* wako anokutevera kwezvizvarwa nezvizvarwa, kuti ive sungano isingagumi, kuti ndive Mwari kwauri nekumwana* wako anokutevera.
17 Abramu paakanga ava nemakore 99, Jehovha akazviratidza kuna Abramu, akati kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose. Famba pamberi pangu uve asina mhosva.*
7 “Ndichachengeta sungano yangu yandakaita newe+ uye nemwana* wako anokutevera kwezvizvarwa nezvizvarwa, kuti ive sungano isingagumi, kuti ndive Mwari kwauri nekumwana* wako anokutevera.