-
Dheuteronomi 22:28, 29Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 “Kana zvikaitika kuti murume anosangana nemhandara isina kuvimbiswa kuroorwa, akaibata, akarara nayo, uye vakawanikidzwa,+ 29 murume anenge arara naye anofanira kupa baba vemusikana wacho mashekeri esirivha 50, uye achava mudzimai wake.+ Sezvo akamunyadzisa, haazobvumirwi kumuramba kweupenyu hwake hwese.
-