Revhitiko 18:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 “‘Murume haafaniri kurara nemhuka kuti asvibiswe nayo; uye mukadzi haafaniri kumira pamberi pemhuka kuti akwirwe nayo.+ Izvi zvinopesana nemasikirwo akaitwa zvinhu. Revhitiko 20:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “‘Kana murume akarara nemhuka, anotofanira kuurayiwa, uye munofanira kuurayawo mhuka yacho.+ Dheuteronomi 27:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “‘Ngaatukwe munhu anorara nemhuka chero ipi zvayo.’+ (Vanhu vese vachati, ‘Ameni!’)
23 “‘Murume haafaniri kurara nemhuka kuti asvibiswe nayo; uye mukadzi haafaniri kumira pamberi pemhuka kuti akwirwe nayo.+ Izvi zvinopesana nemasikirwo akaitwa zvinhu.