Dheuteronomi 24:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Hapana anofanira kutora guyo kana huyo yaro achibatira munhu waakapa chikwereti,+ nekuti ikoko kubatira munhu chinhu chinomuraramisa.
6 “Hapana anofanira kutora guyo kana huyo yaro achibatira munhu waakapa chikwereti,+ nekuti ikoko kubatira munhu chinhu chinomuraramisa.