Genesisi 50:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Josefa akazoti kuhama dzake: “Ndava kufa, asi chokwadi Mwari achakurangarirai,+ okubudisai munyika ino muchienda kunyika yaakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho.”+ Eksodho 13:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mozisi akatorawo mapfupa aJosefa, nekuti Josefa akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike zvakasimba achiti: “Mwari haazotadzi kukurangarirai, uye munofanira kuzobuda muno nemapfupa angu.”+
24 Josefa akazoti kuhama dzake: “Ndava kufa, asi chokwadi Mwari achakurangarirai,+ okubudisai munyika ino muchienda kunyika yaakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho.”+
19 Mozisi akatorawo mapfupa aJosefa, nekuti Josefa akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike zvakasimba achiti: “Mwari haazotadzi kukurangarirai, uye munofanira kuzobuda muno nemapfupa angu.”+