Eksodho 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Aroni achangopedza kutaura neungano yese yevaIsraeri, vakatendeuka, vakatarisa kurenje, vakaona kubwinya kwaJehovha kuri mugore.+ Revhitiko 9:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Mozisi naAroni vakazopinda mutende rekusanganira, vakabuda ndokukomborera vanhu.+ Kubwinya kwaJehovha kwakabva kwaonekwa nevanhu vese,+ Numeri 16:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Ungano payakanga yaunganira Mozisi naAroni, vakatarisa kutende rekusanganira, gore rikabva raifukidza, uye kubwinya kwaJehovha kwakatanga kuoneka.+
10 Aroni achangopedza kutaura neungano yese yevaIsraeri, vakatendeuka, vakatarisa kurenje, vakaona kubwinya kwaJehovha kuri mugore.+
23 Mozisi naAroni vakazopinda mutende rekusanganira, vakabuda ndokukomborera vanhu.+ Kubwinya kwaJehovha kwakabva kwaonekwa nevanhu vese,+
42 Ungano payakanga yaunganira Mozisi naAroni, vakatarisa kutende rekusanganira, gore rikabva raifukidza, uye kubwinya kwaJehovha kwakatanga kuoneka.+