Genesisi 14:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Izvi zvaitika, mumwe murume akanga apukunyuka akauya akaudza Abramu muHebheru. Panguva iyoyo Abramu aigara pakati pemiti mikuru yaMamre muAmori,+ munin’ina waEshkori naAneri.+ Varume ava vakanga vakabatana naAbramu.
13 Izvi zvaitika, mumwe murume akanga apukunyuka akauya akaudza Abramu muHebheru. Panguva iyoyo Abramu aigara pakati pemiti mikuru yaMamre muAmori,+ munin’ina waEshkori naAneri.+ Varume ava vakanga vakabatana naAbramu.