Numeri 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vachatora jira rebhuruu vofukidza chigadziko chemarambi,+ pamwe nemarambi+ acho, zvekubvisisa tambo yapera kubvira,* zvekuisira madota,+ uye midziyo yese yemafuta inoshandiswa kuti marambi agare achibvira.
9 Vachatora jira rebhuruu vofukidza chigadziko chemarambi,+ pamwe nemarambi+ acho, zvekubvisisa tambo yapera kubvira,* zvekuisira madota,+ uye midziyo yese yemafuta inoshandiswa kuti marambi agare achibvira.