RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 36:35, 36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Akabva agadzira keteni+ neshinda yebhuruu, shinda yepepuru, shinda tsvuku, nejira rakagadzirwa neshinda chena yakakoswa. Akarigadzira riine mifananidzo yemakerubhi+ yakaita zvekurukirirwa.+ 36 Akabva arigadzirira matanda mana emubayamhondoro akaaisa goridhe pamwe nezvekukochekera zvawo zvegoridhe ndokuagadzirira zvigadziko zvina zvesirivha.

  • Ruka 23:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 nekuti chiedza chezuva chakadzima; keteni renzvimbo tsvene+ rakabva rabvaruka nepakati.+

  • VaHebheru 6:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Tine tariro+ iyi sechinhu chinotsigisa mweya,* yechokwadi uye yakasimba, uye inopinda mukati meketeni,+

  • VaHebheru 9:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Asi kuseri kweketeni rechipiri+ kwaiva nechikamu chetende chainzi Nzvimbo Tsvenetsvene.+

  • VaHebheru 10:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka hama, sezvo tiine ushingi hwekushandisa nzira inopinda munzvimbo tsvene+ kuburikidza neropa raJesu, 20 yaakatizarurira senzira itsva uye mhenyu inopinda nepaketeni,+ iro rinoreva nyama yake,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe