Genesisi 15:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Akabva ati kuna Abramu: “Ziva kuti zvichatoitika kuti vana* vako vachava vatorwa munyika isiri yavo uye kuti vanhu vemo vachavaita varanda vovatambudza kwemakore 400.+ Eksodho 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+ Numeri 20:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Madzibaba edu akaenda kuIjipiti,+ uye takagara kuIjipiti makore* akawanda,+ uye vaIjipiti vakatibata zvisina kunaka pamwe nemadzibaba edu.+ Dheuteronomi 26:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye vaIjipiti vakatibata zvakaipa, vakatidzvinyirira, vachitifondotsa nebasa reuranda.+
13 Akabva ati kuna Abramu: “Ziva kuti zvichatoitika kuti vana* vako vachava vatorwa munyika isiri yavo uye kuti vanhu vemo vachavaita varanda vovatambudza kwemakore 400.+
7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+
15 Madzibaba edu akaenda kuIjipiti,+ uye takagara kuIjipiti makore* akawanda,+ uye vaIjipiti vakatibata zvisina kunaka pamwe nemadzibaba edu.+