-
Eksodho 2:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Asi mangwana acho akabudazve, akaona varume vaviri vechiHebheru vachirwa. Saka akati kune akanga akanganisa: “Uri kuroverei mumwe wako?”+ 14 Iye akabva ati: “Ndiani akakugadza kuti uve muchinda uye mutongi wedu? Uri kuda kundiuraya sezvawakaita muIjipiti uya here?”+ Mozisi akatanga kutya akati: “Chokwadi nyaya iya yazivikanwa!”
-