RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 38:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Zvinotevera ndizvo zvinhu zvakashandiswa pakugadzira tebhenekeri, iyo tebhenekeri yeChipupuriro,+ izvo zvakanzi naMozisi zviverengwe, sebasa revaRevhi+ vaitungamirirwa naItamari+ mwanakomana wemupristi Aroni.

  • Revhitiko 10:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Mozisi akatanga kutsvaga mbudzi yechibayiro chechivi,+ asi akaona kuti yakanga yapiswa. Saka akatsamwira Eriyezari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, uye akati:

  • 1 Makoronike 24:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Zvisinei, Nadhabhi naAbhihu vakatangira baba vavo kufa,+ uye havana kumbova nevanakomana; asi Eriyezari+ naItamari vakaramba vari vapristi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe