Revhitiko 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Mozisi akabva aswededza vanakomana vaAroni pedyo, akavapfekedza nguo refu, akavamonera mabhandi ejira, uye akavamonera machira emumusoro,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.
13 Mozisi akabva aswededza vanakomana vaAroni pedyo, akavapfekedza nguo refu, akavamonera mabhandi ejira, uye akavamonera machira emumusoro,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.