Numeri 26:59 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 59 Uye mudzimai waAmramu ainzi Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, waakaberekerwa nemudzimai wake muIjipiti. Uye iye naAmramu vakabereka Aroni naMozisi nehanzvadzi yavo Miriyemu.+
59 Uye mudzimai waAmramu ainzi Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, waakaberekerwa nemudzimai wake muIjipiti. Uye iye naAmramu vakabereka Aroni naMozisi nehanzvadzi yavo Miriyemu.+