-
Eksodho 27:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 “Ugadzire atari yemubayamhondoro;+ inofanira kunge yakareba makubhiti* mashanu, uye yakafara makubhiti mashanu. Atari yacho inofanira kuva nemativi mana akaenzana, uye yakakwirira makubhiti matatu.+ 2 Ugadzire nyanga+ pamakona ayo mana; nyanga dzacho dzinofanira kunge dzakagadzirwa pamwe neatari yacho, uye uise atari yacho yese mhangura.+
-