31 “Uudze vaIsraeri kuti, ‘Aya acharamba ari mafuta angu matsvene ekuzodza nawo muzvizvarwa zvenyu zvese.+ 32 Haafaniri kuzorwa pamuviri wemunhu, uye hamufaniri kugadzira mafuta akasanganiswa sezvaakaitwa. Iwo matsvene. Anofanira kuramba ari matsvene kwamuri.