29 Mozisi akabva ati kuna Hobhabhu mwanakomana waReueri+ muMidhiyani, tezvara vaMozisi: “Tava kutama kuti tiende kunzvimbo yakanzi naJehovha, ‘Ndichakupai.’+ Handei tese,+ uye tichakubatai zvakanaka, nekuti Jehovha akavimbisa vaIsraeri zvinhu zvakanaka.”+