RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 25:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 “Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari mwanakomana waAroni mupristi adzora hasha dzangu pavaIsraeri nekuti aratidza kuti haadi kuona vanhu vasina kutendeka kwandiri pakati pavo.+ Ndokusaka ndisina kuzoparadza vaIsraeri kunyange zvazvo ndichida kuzvipira kwakazara.+

  • Dheuteronomi 13:6-9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 “Kana munin’ina wako, mwanakomana waamai vako, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana mudzimai wako waunoda, kana shamwari yako yepedyo,* akaedza kukufurira pachivande achiti, ‘Handei tinoshumira vamwe vanamwari,’+ vanamwari vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako, 7 pakati pevamwe vanamwari vemarudzi akakupoteredza, vangava vari pedyo newe kana kuti vari kure, kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika, 8 usabvuma zvaanotaura kana kumuteerera,+ kana kumunzwira tsitsi kana kusiririswa naye kana kumudzivirira; 9 asi unotofanira kumuuraya.+ Ruoko rwako ndirwo runofanira kuva rwekutanga kuva paari kuti umuuraye, maoko evamwe vese ozotevera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe