Eksodho 23:32, 33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Usaita sungano navo kana navanamwari vavo.+ 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+
32 Usaita sungano navo kana navanamwari vavo.+ 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+