Dheuteronomi 9:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ndakapfugama pamberi paJehovha, sezvandakaita pakutanga, kwemazuva 40 neusiku 40. Handina chandakadya kana kunwa mvura,+ nekuda kwezvivi zvenyu zvese zvamakanga maita pamakaita zvakaipa pamberi paJehovha muchimugumbura.
18 Ndakapfugama pamberi paJehovha, sezvandakaita pakutanga, kwemazuva 40 neusiku 40. Handina chandakadya kana kunwa mvura,+ nekuda kwezvivi zvenyu zvese zvamakanga maita pamakaita zvakaipa pamberi paJehovha muchimugumbura.