3 Anofanira kuuya nezvimwe zvinhu zvaanobvisa pachibayiro cherugare kuti chive chibayiro chinopisirwa Jehovha nemoto+ zvinoti: mafuta+ emudumbu, mafuta ese akabatira paura, 4 uye itsvo mbiri nemafuta ese akadzipoteredza. Paanobvisa itsvo dzacho, achabvisawo mafuta ari pachiropa.+