21 “Asi kana ari murombo, asina zvinhu zvinokwana, achatora mukono wegwayana mumwe chete kuti uve chibayiro chemhosva chinovheyeswa, kuti azviyananisire, uye chegumi chimwe cheefa yefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta kuti uve mupiro wezviyo pamwe chete nechiyero cherogi yemafuta,