RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 8:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Akatora chingwa chimwe chete cheraundi* chisina mbiriso,+ nechingwa chimwe chete cheraundi* chakakanyiwa nemafuta,+ uye chingwa chimwe chete chitete, zvaiva mutswanda yezvingwa zvisina mbiriso yakanga iri pamberi paJehovha. Akabva azvironga pamusoro pegumbo rerudyi paiva nemafuta acho.

  • Revhitiko 8:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Mozisi akabva azvibvisa mumaoko avo, akaita kuti zvipfungaire paatari pamusoro pechibayiro chinopiswa. Zvaiva chibayiro chekugadza nacho chinonhuhwirira zvakanaka.* Chaiva chibayiro chinoita zvekupiswa nemoto chichiitirwa Jehovha.

  • Numeri 6:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “‘Uyu ndiwo mutemo pamusoro pemuNaziri: Paanopedza mazuva euNaziri+ hwake, achaunzwa kusuo retende rekusanganira.

  • Numeri 6:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye mupristi anofanira kutora bandauko regondohwe racho rakabikwa,+ otora mutswanda chingwa cheraundi,* nechingwa chitete chimwe chete chisina mbiriso, ozviisa mumaoko emuNaziri pashure pekunge aveura chiratidzo chake cheuNaziri.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe