Eksodho 23:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Munofanirawo kuchengeta Mutambo Wekukohwa* wemichero inotanga kuibva yemabasa enyu, yezvamunodyara mumunda;+ uye Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore, pamunounganidza kumunda zvamakashandira.+ Eksodho 34:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Upemberere Mutambo Wemavhiki negorosi rinotanga kuibva raunokohwa, uye upemberere Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore.+ Numeri 28:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Pazuva rezvibereko zvinotanga kuibva,+ pamunouya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha,+ munofanira kuva nekuungana kutsvene pamutambo wenyu wemavhiki.+ Hamufaniri kutomboita basa rakaoma.+
16 Munofanirawo kuchengeta Mutambo Wekukohwa* wemichero inotanga kuibva yemabasa enyu, yezvamunodyara mumunda;+ uye Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore, pamunounganidza kumunda zvamakashandira.+
22 “Upemberere Mutambo Wemavhiki negorosi rinotanga kuibva raunokohwa, uye upemberere Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore.+
26 “‘Pazuva rezvibereko zvinotanga kuibva,+ pamunouya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha,+ munofanira kuva nekuungana kutsvene pamutambo wenyu wemavhiki.+ Hamufaniri kutomboita basa rakaoma.+